Enda pane zvauri kuda

Dhavhidhi Akamirira Jehovha

Ona kuti paaibatwa zvisina kunaka, Dhavhidhi akadzidza sei kumirira Jehovha kuti agadzirise nyaya yacho. Dhirama iri rinobva pana 1 Samueri 24:2-15; 25:1-35; 26:2-12; Pisarema 37:1-7.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri

Dhavhidhi naSauro

Nei mumwe wevarume ava achivenga mumwe wake, uye murume wacho ari kuvengwa anoita sei?

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

Abhigairi Akaratidza Kungwara

Tingadzidzei kubva pamamiriro ezvinhu ewanano yaAbhigairi ainge akaoma?