Enda pane zvauri kuda

Wanano Uye Mhuri

Bhaibheri, bhuku rakanyorerwa vanhu vese, rine mazano anogona kukubatsira mumhuri mako uye pakurera vana vako. a

a Mazita evamwe vanhu vari munyaya dziri pano akachinjwa.

WANANO UYE MHURI

Tinofanira Kugara Tese Tisati Tachata Here?

Vamwe vari kudanana vanofunga kuti kugara vese vasati vachata kunovabatsira kugadzirira kuzopinda muwanano. Izvozvo ndizvo zvakanaka here, kana kuti pane zvimwe zvinogona kuvabatsira?

Kurera Vana

Mabhuku Nezvimwewo

Mhuri Yenyu Inogona Kufara

Munogona kuva newanano inofadza uye mhuri inofara nokushandisa zvinotaurwa neBhaibheri.