Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?

Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?

Lizzy naMagie ishamwari dzepamwoyo, mumwe nemumwe wavo ari kushuva kuti dai aine mukomana anomuda, asi vakomana vavanozodanana navo vakasiyana nokure.