Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

NZIRA YEKUWANA MUFARO

Dzidza Zvimwe Pawebsite Yedu

Dzidza Zvimwe Pawebsite Yedu

WAKAMBOZVIBVUNZA HERE KUTI:

  • Ndingaitei kuti mhuri yangu ifare?

  • Ndingaitei kuti ndiwane shamwari dzakanaka uye ndivewo shamwari yakanaka?

  • Hama dzangu dzakafa ndichazombodzionazve here?

  • Kutambura kuchazombopera here?

  • Vanhu vachaparadza nyika here?

  • Machechi ese anofadza Mwari here?

UNOGONA KUWANA MHINDURO DZEMIBVUNZO IYI NEMIMWEWO

Enda pawebsite yedu inonzi jw.org, iri mumitauro inopfuura 900. Pane nyaya dzakasiyana-siyana dziripo.

Uchaona mavhidhiyo ezvakaitwa nevamwe kuti vawane mufaro uye havasi kuzvidemba nezvavakasarudza! Vamwe vavo vaitoshandisa madrugs uye vamwe vaiva mujeri. Vamwe vacho mapurofesa.

Pawebsite iyi pane maBhaibheri nemabhuku zvaunokwanisa kuverenga kana kudhaunirodha uye hapana mari yaunobhadhara. Mamwe mabhuku aripo ndeaya: