Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 1 2023 | Vanhu Vachaparadza Nyika Here?

Tese tiri kuona kuti pane zvinhu zvakawanda zviri kukanganisa nyika. Mvura yedu yekunwa, makungwa, nemhepo yatinofema zviri kusvibiswa uye masango ari kuparadzwa. Vanhu vachaparadza nyika here? Verenga unzwe kuti sei tichiti havasi kuzoiparadza.

 

Mvura Yekunwa

Zvinhu zvipi zvakasikwa zvinobatsira kuti panyika parambe paine mvura yekunwa?

Makungwa

Makungwa achacheneswazve here?

Masango

Vamwe vaongorori vakaonei pamasango akaparadzwa?

Mhepo

Kusvibiswa kwemhepo kunogona kuita kuti vanhu vakawanda vafe. Zvinhu zvipi zvinochenesa mhepo yatinofema zvakasikwa naMwari?

Mwari Anovimbisa Kuti Nyika Haisi Kuzoparadzwa

Chii chinoita kuti tive nechokwadi chekuti nyika haisi kuzoparara uye kuti ichange yava kutoyevedza?

Zviri Mumagazini Ino

Verenga nyaya dzinotsanangura kuti vanhu vari kukanganisa sei nyika uye kuti pane tariro yekuti icharamba iripo here.