Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUKAI! Nhamba 2 2021 | Foni Yako Uri Kuishandisa Zvakanaka Here?

Uri kushandisa sei foni yako? Vakawanda vanoti vanoshandisa mafoni avo zvakanaka. Asi mafoni anogona kukanganisa vanhu vasingatombozvioni.

Mafoni Anogona Kukanganisa Sei Ushamwari Hwako Nevamwe?

Mafoni anogona kukubatsira kugara uchikurukura neshamwari kana kutosimbisa ushamwari hwacho.

Mafoni Anogona Kukanganisa Sei Vana Vako?

Kunyange zvazvo vana vachigona kushandisa mafoni, vanoda kubatsirwa.

Mafoni Anogona Kukanganisa Sei Wanano Yako?

Kana akashandiswa zvakanaka, anogona kusimbisa wanano.

Mafoni Anogona Kukanganisa Sei Madzidziro Aunoita?

Anogona kukukanganisa paunenge uchiverenga, kuita kuti uomerwe nekuisa pfungwa pachinhu chimwe chete, kana kuita kuti ubhowekane paunenge uri wega. Mazano matatu anogona kukubatsira.

Dzidza Zvakawanda paJW.ORG

Inyaya ipi yaunoda kuverenga?

Zviri Mumagazini Ino

Ona kuti mafoni anogona kukanganisa sei ushamwari hwako nevamwe, mhuri yako, kunyange madzidziro ako.