NHARIREYOMURINDI Nhamba 3 2016 | Paunofirwa Nemunhu Waunoda

Hapana asingarwadziwi kana afirwa. Tingaita sei kana tikafirwa nehama yedu kana kuti neshamwari?

NYAYA IRI PAKAVHA

Paunofirwa Nemunhu Waunoda

Chii chingabatsira munhu paanenge achishungurudzika? Pane tariro here yokuti hama neshamwari dzedu dzakafa dzichazomuka?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kushungurudzika Kwakaipa Here?

Ko kana vanhu vachifunga kuti kushungurudzika kwauri kuita kwanyanyisa?

NYAYA IRI PAKAVHA

Chii Chingakubatsira Paunenge Uchishungurudzika?

Bhaibheri rine mazano anobatsira panyaya iyi.

NYAYA IRI PAKAVHA

Kunyaradza Vanenge Vafirwa

Kunyange shamwari dzepedyo dzinogona kutadza kuziva kuti munhu afirwa anoda kuitirwei.

NYAYA IRI PAKAVHA

Vakafa Vachararamazve!

Zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi here?

Waizviziva Here?

Ndiani aiva baba vaJosefa? Machira api nemadhayi aivako panguva dzainyorwa Bhaibheri?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndakadzidza Kuremekedza Vanhukadzi Uye Kuzviremekedza

Joseph Ehrenbogen ane zvaakaverenga muBhaibheri zvakamubatsira kuchinja upenyu hwake.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Ndinoda Kuenda”

Kunze kwekutenda kwaaiva nako, Ribheka aivawo neunhu hwakanaka.

Bhaibheri Rinotii?

Zvakaipa here kutaura zita raMwari?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Nei Vanhu Vachifa?

Mhinduro yeBhaibheri pamubvunzo uyu inonyaradza uye inopa tariro.