NHARIREYOMURINDI December 2014 | Unogona Kuva Pedyo naMwari

Unoona sekuti Mwari haana basa newe here? Wakambozvibvunza kuti zvinokwanisika here kuti uve shamwari yepedyo yaMwari?

NYAYA IRI PAKAVHA

Unonzwa Uri Pedyo naMwari Here?

Mamiriyoni evanhu ane chokwadi chekuti Mwari anovaona seshamwari dzake.

NYAYA IRI PAKAVHA

Unoziva Zita raMwari Uye Unorishandisa Here?

Mwari anoita kuti umuzive achishandisa Bhaibheri paanoti, “Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu.”

NYAYA IRI PAKAVHA

Unotaura naMwari Here?

Tinotaura naMwari nemunyengetero, asi tingamuteerera sei?

NYAYA IRI PAKAVHA

Unoita Zvaunokumbirwa naMwari Here?

Kuteerera Mwari kunokosha, asi pane zvimwe zvinodiwa kuti tive shamwari dzake.

NYAYA IRI PAKAVHA

Hapana Chinokosha Kupfuura Izvi Muupenyu

Pane matanho matatu anoita kuti uve pedyo naMwari.

Matongo Eguta reTimgad Anoratidza Zvarainge Rakaita

VaRoma vekare vaishandisa nzira dzisiri pachena kuti vave nerugare nemadzinza aitama-tama ekuNorth Africa.

OUR READERS ASK

Chokwadi Panyaya yeKrisimasi Ndechipi?

Ukaziva kwakatangira Krisimasi, unogona kushamisika.

“Njere Dzomunhu Dzinodzora Kutsamwa Kwake”

Zvakamboitika muupenyu hwaDhavhidhi, mambo wevaIsraeri, zvinogona kukubatsira kuzvidzora kana watsamwiswa kana kuti wagumburiswa.

Ndinofanira Kukwereta Mari Here?

Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kukubatsira kusarudza.

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Ungadzidzisa sei mwana wako zvinosvika pamwoyo uchishandisa Bhaibheri?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Mwari Ariko Here Zvechokwadi?

Bhaibheri rinoti Mwari ndiye akasika zvinhu zvose, asi ane hanya nesu here?