Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mhuri Yedu Iyi

Mhuri Yedu Iyi

Dhaunirodha:

  1. 1. Onai mhuri yedu.

    T’ri tega tega zvedu.

    Tinoita zvinoitwa nemhuri.

    Tinotaura tese.

    Totaura naJehovha.

    Anondida anokudaiwo,

    Anodawo vanhu vese,

    Uye mhuri yenyuwo.

    (KORASI)

    Mhuri yedu iyi,

    Wese anokosheswa.

    Mhuri yedu iyi;

    Tiri zvatingori,

    Asi titori mhuri.

    Jehovha anoda mhuri yedu.

  2. 2. Tingaita zvese tese.

    Nariini nariini

    Tikateerera tozviita.

    Tese tinoda mumwe.

    Anomirawo nesu

    Zuva nezuva aripo.

    NdiJehovha akaita mhuri,

    Nemufaro ndinoti:

    (KORASI)

    Mhuri yedu iyi,

    Wese anokosheswa.

    Mhuri yedu iyi;

    Tiri zvatingori,

    Asi titori mhuri.

    Jehovha anoda mhuri yedu.”