Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

JW LIBRARY

Kana Uchishandisa Android

Kana Uchishandisa Android

JW Library App ndeyepamutemo uye yakagadzirwa neZvapupu zvaJehovha. Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakudzidza Bhaibheri.

 

 

Zvitsva Zvavapo

July 2023 (Version 14)

  • Gadzira maplaylist emavhidhiyo, zvekuteerera zvakarekodhwa uye mapikicha. Kana uchida kuashandisa, kuwedzera kana kubvisa zvimwe zvinhu ipapo enda pakanzi Personal Study.

  • Iye zvino, kana ukanyora manotsi pamibvunzo iri mundima dzekudzidza kana kuti pamashoko ekutsanangura mapikicha, manotsi  acho anobuda akatevedzana sezvakangoita ndima dzacho uye mapikicha acho.

  • Foni kana tablet rako rinofanira kunge riine Android 7.0 zvichikwira kuti JW Library ishande zvakanaka.

April 2023 (Version 13.5)

  • Pane zvakawanda zvakagadziridzwa, kusanganisira zvimwe zvaiita kuti JW Library ingoerekana yavhara yega.

CHERECHEDZAI KUTI: Iyi ndiyo version yekupedzisira yeJW Library inoshanda neAndroid 5.1 uye Android 6.0. Kuti muwane mamwe maversion eJW Library achazobudiswa, munofanira kuita kuti foni yenyu kana tablet ive neAndroid iri pamberi peAndroid 6.0.

January 2023 (Version 13.4)

  • Mashoko ari pakanzi Terms of Use uye Privacy Policy akagadziridzwa.

  • Kana ukaenda kumaSettings wava kukwanisa kusarudza kuti ndezvipi zvaunoda kuti vagadziri veJW Library vazive nezvemashandisiro auri kuita application ino uye mashandiro airi kuita.

 

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

Tanga Kushandisa JW Library​—Android

Dzidza kuti ungashandisa sei zviri paJW Library pafoni kana tablet inoshandisa Android.

Kudhaunirodha uye Kushandisa maBhaibheri​—Android

Dzidza kuti ungadhaunirodha uye ungashandisa sei maBhaibheri paJW Library yepaAndroid.

Kudhaunirodha Uye Kushandisa Mabhuku​—Android

Dzidza zvaungaita kuti udhaunirodhe kana kushandisa mabhuku pa JW Library yepaAndroid.

Kumaka Paunenge Uchida Kuzodzoka (maBookmark)​—Android

Dzidza kuti ungamaka sei paunoda kuzodzoka paJW Library yepaAndroid.

Zvinhu Zvawamboverenga​—Android

Verenga unzwe zvaungaita kuti uoone kana kudzima zvawamboverenga paJW Library yepaAndroid.

Unoda Kuti Mashoko Abude Akaita Sei?​—Android

Dzidza kuti ungachinja sei mabudiro anoita mashoko paJW Library yepaAndroid.

Tsvaga Zvauri Kuda muBhaibheri Kana Kuti Mune Rimwe Bhuku​—Android

Dzidza zvaungaita pakutsvaga zvauri kuda mubhaibheri kana kuti mune rimwe bhuku paJW Library yepaAndroid.

Kumaka Mashoko​—Android

Dzidza kuti ungamaka sei mashoko paJW Library app yepaAndroid.

Kuisa JW Library Kana Usingakwanisi Kuenda paApp Store—Android

Kana uchitadza kuisa JW Library patablet kana kuti pafoni ine Android uchishandisa app store, dhaunirodha JW Library Android Package Kit (APK).

Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa​—JW Library (Android)

Wana mhinduro dzemibvunzo inonyanya kubvunzwa.