Mabasa Okuvaka

MABASA OKUVAKA

Kushanda neZvapupu zvaJehovha

Inzwa zvakataurwa nevamwe pavakashanda neZvapupu zvaJehovha pamabasa makuru ekuvaka.

MABASA OKUVAKA

Kushanda neZvapupu zvaJehovha

Inzwa zvakataurwa nevamwe pavakashanda neZvapupu zvaJehovha pamabasa makuru ekuvaka.

Chikamu 9 Chemapikicha ekuBritain (September 2019-February 2020)

Ona kuti bazi iri rakapedzwa kuvakwa sei uye kuti mhuri yeBheteri yakatanga sei kushandisa zvivakwa izvi.

Chikamu 8 Chemapikicha ekuBritain (March-August 2019)

Vashandi vari kupedzisa basa padzimba dzekugara, mahofisi, nezvimwe zvivakwa. Vashandi vari kugadzira chivanze uye pekuzodyara lawn.

Mapikicha okuWarwick Chikamu 5 (September 2015 Kusvika February 2016)

Basa rakaitwa mukati nekunze kweMahofisi neServices Building raisanganisira kuisa tumagirobho, denga regirazi, tuzvidhinha, nedenga repakanzira kekufamba nako.

Chikamu 5 Chemapikicha ekuBritain (September 2017-February 2018)

Pazvivako 6 zvekugara, zviviri zvacho zvava kutogarwa. Tarisa uone basa rakaitwa.

Chikamu 4 Chemapikicha ekuBritain (March-August 2017)

Basa rekuvaka hofisi yebazi yekuBritain riri kuenderera mberi.

“Basa Rinoitwa Nemadzimai Pakuvaka”

Unogona kushamiswa nebasa ravanoita.

Chikamu 2 Chemapikicha ekuPhilippines (June 2015 - June 2016)

Zvapupu zvaJehovha zvekuPhilippines zvakapedza basa rekugadziridza mahofisi ebazi muQuezon City. Ona kuti basa racho rakafamba sei.

Chikamu 3 Chemapikicha ekuBritain (September 2016-February 2017)

Basa riri kufamba zvakanaka pabazi rekuBritain

Chikamu 7 Chemapikicha ekuWarwick (September 2016-February 2017)

Zvivako zvese zviri paWarwick zvava kushandiswa. Vanhu vanopfuura 250 vakashanda pakugadzira miziyamu kusvikira yapera.

Chikamu 2 Chemapikicha ekuBritain (September 2015 - August 2016)

Zvapupu zvaJehovha pamwe chete nevamwe vashandi vari kugadzirira kuita basa rakakura rekuvaka hofisi yebazi.

Kuchengetedzwa Kwemhuka muChelmsford

Zvapupu zvaJehovha zvekuBritain zvakatanga kuvaka hofisi yazvo yebazi pedyo neguta reChelmsford. Ndezvipi zvavari kuita kuti vachengetedze mhuka dziriko?

Chikamu 2 Chemifananidzo Inoratidza Zvakaita kuWallkill (November 2014 Kusvika November 2015)

Zvapupu zvaJehovha zvakawedzera pamwe chete nekugadziridza zvivako zvazvo zvekuWallkill. Basa rakawanda racho rakapedzwa musi wa30 November 2015.

Mapikicha ekuWarwick Chikamu 6 (March Kusvika August 2016)

Mwedzi yekupedzisira kuvaka mahofisi makuru eZvapupu zvaJehovha kuWarwick, New York.

Tsamba Dzinobva Kuvaridzi Vedzimba

Varidzi vedzimba vakati kudii nezvekurendesera Zvapupu zvaJehovha dzimba dzavo?

Vavakidzani Vedu Vatsva kuWarwick

Vagari vemuWarwick, New York, vanotaura nezvekushanda kwavo neZvapupu zvaJehovha pakuvaka mahofisi azvo makuru matsva.

Kushanda neZvapupu zvaJehovha kuWarwick

Vamwe vashandi vasiri Zvapupu uye vatyairi vemabhazi vakatii nezvekushanda pari kuvakwa neZvapupu zvaJehovha?

Dzimba dzoUmambo dzeZvapupu Zvinosvika Miriyoni

Kubvira muna 1999, Dzimba dzoUmambo dzinopfuura 5 000 dzakavakwa muMexico nemunyika 7 dzemuCentral America. Nemhaka yei vanhu vasiri Zvapupu zvaJehovha vachifarira kuona dzimba dzoUmambo dzitsva munzvimbo dzavanogara?

Mapikicha okuBritain Chikamu 1 (January Kusvika August 2015)

Ona kufambira mberi kuri kuita basa rekuvaka bazi rekuBritain pedyo neguta reChelmsford, mupurovhinzi yeEssex.

Mapikicha okuWarwick Chikamu 4 (May Kusvika August 2015)

Midhuri nemarata zvemaresidence zvakatoiswa, nzira dziri mudenga dzekufambira dzatovapo, uye mabasa akadai seekusima roni nemaruva akatotanga kuitwa.

Mapikicha okuPhilippines Chikamu 1 (February 2014 Kusvika May 2015)

Zvapupu zvaJehovha zviri kuvaka zvivako zvitsva uye kugadziridza zvagara zviripo pahofisi yebazi rekuPhilippines riri muQuezon City.

Mapikicha okuWarwick Chikamu 3 (January Kusvika April 2015)

Muna February, zuva nezuva paiva nevashandi vanenge 2 500, uye vhiki yega yega paiva nevashandi vatsva vanenge 500. Tarisa uone mafambiro ari kuita basa racho.