Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Albania

  • Gjirokastër, Albania​—Kuratidza mumwe murume bhuku rinonzi Was Life Created?

Zvapupu zvaJehovha—Albania

  • Vagari vemo—2 762 000
  • Zvapupu zvaJehovha—5 461
  • Ungano—83
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa511

ZVAKAITIKA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuAlbania Uye kuKosovo

Zvinhu zvipi zvinofadza zviri kuvabatsira kuti vatsungirire pasinei nematambudziko avari kusangana nawo?