Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Latvia

  • Riga, Latvia—Kuratidza kuti jw.org inoshandiswa sei

Zvapupu zvaJehovha—Latvia

  • Vagari vemo—1 883 000
  • Zvapupu zvaJehovha—2 135
  • Ungano—29
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa898

NHARIREYOMURINDI

“Vimbiso Yokuti Nyika Ichava Paradhiso Yakachinja Upenyu Hwangu”

Ivars Vigulis aida mukurumbira, mbiri, uye kunakidzwa nemijaho yemidhudhudhu. Chokwadi cheBhaibheri chakachinja sei upenyu hwake?