Enda pane zvauri kuda

Kwakabva Bhaibheri

Bhaibheri Rakasvika Sei Kwatiri?

Tinogona kuva nechivimbo chakazara chekuti mashoko akafemerwa pakutanga pakanyorwa Bhaibheri akapfuudzwa kwatiri sezvaari.

Ndiani Akaisa Zvitsauko Nemavhesi muBhaibheri?

Sei nzira iyi yekunyora zvitsauko nemavhesi yakafarirwa nevanhu vakawanda?

Vanhu Vaishora Bhaibheri Havana Kubudirira

Vatungamiriri vakawanda vematongerwo enyika uye vezvitendero vairambidza vanhu kuva neBhaibheri, kurigadzira kana kurishandura asi havana kubudirira.

Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari?

Kana Bhaibheri rakanyorwa naMwari rinofanira kunge rakasiyana nemamwe mabhuku ose akanyorwa nevanhu.

Bhaibheri Rakachinjwa Here?

Sezvo Bhaibheri riri bhuku rekare, tingava sei nechokwadi chekuti zvarinotaura hazvina kuchinja?

Vanhu Vakamboedza Kuchinja Zviri muBhaibheri Asi Vakakundikana

Vamwe vanhu vakaedza kuchinja mashoko aiva muBhaibheri asi havana kubudirira. Zvii zvakaita kuti vasabudirira?