Enda pane zvauri kuda

Unokosha Kuna Jehovha

Unokosha Kuna Jehovha

Itai basa iri kuti mubatsire vana venyu kuona kuti kunyange zvazvo vamwe vanhu vangavaona sevakasiyana nevamwe, Jehovha anovakoshesa.

Vabereki verengai nevana venyu Johani 15:19, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Shandisai peji 1 kudzokorora zvamaona muvhidhiyo muchipindura mibvunzo iri kuratidzwa mukanzira kari ipapo. Kana mapedza, itai zviri papeji 2 kuti mubatsire mwana wenyu kuti aone kuti angashandisa sei zvaadzidza muvhidhiyo.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.