Bata Nomusoro Johani 3:16
Batsirai vana venyu kubata nomusoro Johani 3:16 muchiita zvokuchinjana kutaura zvikamu zvemashoko ari muvhesi yacho. Dhaunirodhai nyaya yacho.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira! (Rwiyo 140)
Imbawo uchizviona uchirarama nokusingaperi muParadhiso.
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.