Enda pane zvauri kuda

Fadza Jehovha

Fadza Jehovha

Unogona kuita kuti Jehovha afare. Ngatione kuti ungazviita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Fadza Jehovha

Unogona kufadza Mwari pazvinhu zvaunoita mazuva ese.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Pepa Rekushambadzira: Fadza Jehovha

Dhaunirodha woprinda pepa iri woriisa pane mamwe.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.