Enda pane zvauri kuda

Mariya—Aida Uye Aizvininipisa

Mariya—Aida Uye Aizvininipisa

Mariya akaramba akavimbika kuna Jehovha kweupenyu hwake hwese. Pane mumwe waunoziva here akaita saMariya?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Mariya—Aida Jehovha Uye Aizvininipisa

Jehovha akashandisa sei mushumiri wake akatendeka Mariya? Teerera rwiyo rwuno rwunonakidza kuti uone kuti ungatevedzera sei unhu hwakanaka hwaiva naMariya.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.