Enda pane zvauri kuda

Nyengetera Chero Nguva: Rwiyo Uye Mashoko Acho

Nyengetera Chero Nguva: Rwiyo Uye Mashoko Acho

Dhaunirodha rwiyo urwu, woimba pamwe chete naSarudzai. Ona kuti unganyengetera nguvai uye uri panzvimbo yakaita sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Nyengetera Chero Nguva

Vhidhiyo iyi inogona kukopwa inodzidzisa vana kuti vanganyengetera kuna Jehovha nguvai uye vari panzvimbo yakaita sei.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.