Enda pane zvauri kuda

Unoremekedza Imba yaJehovha Here?

Unoremekedza Imba yaJehovha Here?

Nei uchifanira kudzikama paunenge uri paImba yoUmambo?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Remekedza Imba yaJehovha

Ungaratidza sei kuti unoremekedza imba yaJehovha yokunamatira?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.