Enda pane zvauri kuda

Chidzidzo 8: Rongedza Zvinhu Zvako

Chidzidzo 8: Rongedza Zvinhu Zvako

Jehovha akachena uye akarongeka, unogonawo here kumutevedzera? Kuda anodzidza chidzidzo chinokosha.

 

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Batsira Kuda Kurongedza!

Dhaunirodha kana kuti prinda nyaya iyi uye batsira Kuda kutsvaka zvidhori zvishanu zvaanofanira kurongedza.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Makadhi Okuti Uchengete

Kana wapedza kuverenga bhuku isa kadhi racho papeji iyoyo kuti uzoziva pokutangira.

MAVHIDHIYO

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha

Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.