Enda pane zvauri kuda

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Akaratidza Ushingi Pakuita Zvakarurama

Dzidza kubva pane zvakaitwa naBharuki. Dhaunirodha nyaya yacho, verenga nyaya yacho yomuBhaibheri uye mupfungwa dzako nyaya yacho ngaiite sokunge iri kutoitika!