Enda pane zvauri kuda

Nyaya dzomuBhaibheri Dzokudzidza

Mwari Anoporesa Hezekiya

Ona kuti Mwari akapindura sei munyengetero waHezekiya achiita chishamiso. Dhaunirodha nyaya yacho, verenga nyaya yacho yomuBhaibheri uye mupfungwa dzako nyaya yacho ngaiite sokunge iri kutoitika!