NHARIREYOMURINDI Nhamba 1 2019 | Mwari Unomuziva Here?

Verenga unzwe mhinduro dzemibvunzo 6 dzichakubatsira kuti uve pedyo naMwari.

Mwari Unomuziva Here?

Kuziva Mwari ndiro danho rekutanga kuti tive pedyo naye. Ungazviita sei?

Zita raMwari Ndiani?

Waizviziva here kuti Mwari ane zita rinoratidza zvaakaita?

Mwari Ane Unhu Hwakaita Sei?

Ndehupi unhu hukuru huna Mwari?

Zvii Zvakaitwa naMwari?

Unogona kushamiswa pauchaziva zvakaitwa naMwari kuti vanhu vave neramangwana rakanaka.

Mwari Achaitei?

Verenga unzwe zvichange zvakaita panyika kana umambo hwaMwari hwava kutonga.

Kuziva Mwari Kunokubatsirei?

Makomborero api achava nevaya vane ushamwari hwepedyo naMwari?

Unogona Kuva Pedyo naMwari

Ona zvinhu zvina zvichakubatsira kuswedera pedyo naMwari.