Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Unogona Kuva Pedyo naMwari

Unogona Kuva Pedyo naMwari

VAMWE VANOFUNGA KUTI . . .

Mwari haana hanya nesu, ane chinzvimbo chakanyanya kukwirira uye mutsvene zvekuti hatikwanisi kuva pedyo naye.

BHAIBHERI RINOTII?

“Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.”—Jakobho 4:8.

‘Kandai kuzvidya mwoyo kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.’—1 Petro 5:7.

TINOFANIRA KUITEI KUTI TISWEDERE PEDYO NAMWARI?