Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RWIYO 79

Vadzidzisei Kumira Vakasimba

Vadzidzisei Kumira Vakasimba

(Mateu 28:19, 20)

  1. 1. Patinodzidzisa makwai,

    Tofara achikura.

    Ndimi munoatungamira

    Kuti ade chokwadi.

    (KORASI)

    Jehovha, She tinzweiwo,

    Muvarinde setunhiyo.

    Muzita raJesu, toti: Ngavakunde;

    Ngavamire vakasimba.

  2. 2. Taivanyengetererawo,

    Paiuya miedzo.

    Nerudo taivadzidzisa;

    Iye zvino vasimba.

    (KORASI)

    Jehovha, She tinzweiwo,

    Muvarinde setunhiyo.

    Muzita raJesu, toti: Ngavakunde;

    Ngavamire vakasimba.

  3. 3. Dai varamba vachivimba

    Nemi uye naJesu.

    Vatsungirire, vate’rere,

    Vazowana upenyu.

    (KORASI)

    Jehovha, She tinzweiwo,

    Muvarinde setunhiyo.

    Muzita raJesu, toti: Ngavakunde;

    Ngavamire vakasimba.