NHARIREYOMURINDI December 2015 | Unokwanisa Kunzwisisa Bhaibheri

Wakambozvibvunzawo here kuti, ‘Sei Bhaibheri rakaoma kunzwisisa?’

NYAYA IRI PAKAVHA

Sei Tichifanira Kunzwisisa Bhaibheri?

Vakawanda vanoremedza bhuku iri asi havazivi kuti rinogona kuvabatsira sei.

NYAYA IRI PAKAVHA

Bhuku Rinofanira Kunzwisiswa

Pane zvinhu 4 zvinoratidza kuti Bhaibheri rinofanira kunzwisiswa nevanhu vose.

NYAYA IRI PAKAVHA

Ndekupi Kwaungawana Rubatsiro Rwekuti Unzwisise Bhaibheri?

Kana Bhaibheri rakanyorwa kuti vanhu varinzwisise, nei uchifanira kubatsirwa kuti urinzwisise?

Unyengeri! Huchazombopera Here?

Vanyengeri vakaita kuti usiye zvematongerwo enyika, zvechitendero, kana kuti zvebhizimisi here?

Waizviziva Here?

Ndizvo here kuti vaJudha vakauya kuJerusarema paPendekosti yemugore ra33 C.E. vaibva ‘kumarudzi ose evanhu vari pasi pedenga’?

Petro Ndiye Aiva Papa Wokutanga Here?

Jesu airevei paakati: “Ndiwe Petirosi [Petro], pamusoro poruware urwu ndichavaka kereke yangu”?

OUR READERS ASK

Pane Chakaipa Here Nezvinoitwa paKrisimasi?

Kunyange zvazvo zvinoitwa paKrisimasi zvakatanga nevahedheni, izvozvo zvingatadzisa munhu kuipemberera here?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Nei Mwari achifarira vanoda chokwadi?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Sainzi Inopindirana Nezviri muBhaibheri Here?

Bhaibheri rine parinokanganisa here parinotaura zvesainzi?